Revhitiko 16:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Achabva auraya mbudzi yechibayiro chevanhu chechivi,+ ouya neropa rayo mukati meketeni,+ oita neropa rayo+ zvaanenge aita neropa remukono wemombe; anofanira kurisasa pedyo nechekukwidibirisa uye pamberi pechekukwidibirisa. 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
15 “Achabva auraya mbudzi yechibayiro chevanhu chechivi,+ ouya neropa rayo mukati meketeni,+ oita neropa rayo+ zvaanenge aita neropa remukono wemombe; anofanira kurisasa pedyo nechekukwidibirisa uye pamberi pechekukwidibirisa.
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+