Dheuteronomi 31:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vanakomana vavo vasina kuziva Mutemo uyu vachabva vateerera+ vodzidza kutya Jehovha Mwari wenyu mazuva ese amuchagara munyika yamuchayambuka kunotora mhiri kwaJodhani.”+ Pisarema 78:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kuti chizvarwa chinotevera,Vana vachazoberekwa, vazvizive.+ Ivowo vozozvirondedzera kuvana vavo.+
13 Vanakomana vavo vasina kuziva Mutemo uyu vachabva vateerera+ vodzidza kutya Jehovha Mwari wenyu mazuva ese amuchagara munyika yamuchayambuka kunotora mhiri kwaJodhani.”+