Dheuteronomi 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye rumwe rutivi rwakanga rwasara rweGiriyedhi neBhashani yese yeumambo hwaOgi ndakaipa hafu yedzinza raManase.+ Nharaunda yese yeAgobhu, yevaBhashani, yaizivikanwa kuti inyika yevaRefaimu. Joshua 13:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Hafu yeGiriyedhi, uye Ashtaroti neEdrei,+ maguta eumambo hwaOgi ari muBhashani, akapiwa vanakomana vaMakiri+ mwanakomana waManase, kuti ave ehafu yevanakomana vaMakiri maererano nemhuri dzavo. Joshua 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Dzinza raManase+ rakabva rapiwa nhaka pachishandiswa mujenya,+ nekuti ndiye aiva dangwe raJosefa.+ Makiri+ uyo aiva dangwe raManase uye baba vaGiriyedhi aiva murwi akashinga, saka akapiwa Giriyedhi neBhashani.+
13 Uye rumwe rutivi rwakanga rwasara rweGiriyedhi neBhashani yese yeumambo hwaOgi ndakaipa hafu yedzinza raManase.+ Nharaunda yese yeAgobhu, yevaBhashani, yaizivikanwa kuti inyika yevaRefaimu.
31 Hafu yeGiriyedhi, uye Ashtaroti neEdrei,+ maguta eumambo hwaOgi ari muBhashani, akapiwa vanakomana vaMakiri+ mwanakomana waManase, kuti ave ehafu yevanakomana vaMakiri maererano nemhuri dzavo.
17 Dzinza raManase+ rakabva rapiwa nhaka pachishandiswa mujenya,+ nekuti ndiye aiva dangwe raJosefa.+ Makiri+ uyo aiva dangwe raManase uye baba vaGiriyedhi aiva murwi akashinga, saka akapiwa Giriyedhi neBhashani.+