Eksodho 33:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mozisi paaingopinda mutende racho, shongwe yegore+ yaibva yadzika yomira pasuo retende, Mwari achitaura naMozisi.+ Numeri 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndichaburuka,+ ndotaura newe ipapo,+ uye ndichatora mumwe mweya+ wangu uri pauri ndouisa pavari, uye vachakubatsira kutakura mutoro wevanhu vacho kuti urege kuutakura wega.+ Numeri 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”
9 Mozisi paaingopinda mutende racho, shongwe yegore+ yaibva yadzika yomira pasuo retende, Mwari achitaura naMozisi.+
17 Ndichaburuka,+ ndotaura newe ipapo,+ uye ndichatora mumwe mweya+ wangu uri pauri ndouisa pavari, uye vachakubatsira kutakura mutoro wevanhu vacho kuti urege kuutakura wega.+
8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”