23 Iye akabva ati kwavari: “Ndizvo zvataurwa naJehovha. Mangwana richange riri zuva rekuzorora zvakakwana, sabata dzvene rinoitirwa Jehovha.+ Kanyai mubike zvamunoda kubika, uye fashaidzai zvamunoda kufashaidza;+ mochengeta zvinenge zvasara kusvikira mangwana.”