Pisarema 78:30, 31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Asi nhomba yavo yenyama isati yatombopera,Zvekudya zvavo zvichiri mumuromo mavo,31 Mwari akavatsamwira.+ Akauraya varume vavo vakasimba;+Akawisira pasi majaya aIsraeri. 1 VaKorinde 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Regaiwo kugunun’una, sevamwe vavo vakagunun’una,+ vakazoparadzwa nemuparadzi.+
30 Asi nhomba yavo yenyama isati yatombopera,Zvekudya zvavo zvichiri mumuromo mavo,31 Mwari akavatsamwira.+ Akauraya varume vavo vakasimba;+Akawisira pasi majaya aIsraeri.