Genesisi 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ Genesisi 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+
12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+
3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+