RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Ndichaita kuti uve rudzi rukuru, uye ndichakukomborera, ndoita kuti zita rako rive guru, uye uchava chikomborero.+ 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+

  • Jeremiya 25:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+

  • Mariro 3:64
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 64 Haiwa Jehovha, muchavatsiva zvinoenderana nemabasa avo.

  • VaRoma 12:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Musatsiva, vadiwa, asi zvisiyirei kuna Mwari kuti aratidze hasha;+ nekuti zvakanyorwa kuti: “‘Kutsiva ndekwangu; ndichatsividza,’ anodaro Jehovha.”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe