Pisarema 78:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari. Ruka 9:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Jesu akapindura achiti: “Imi chizvarwa chisina kutenda, chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndiinemi uye ndichikuitirai mwoyo murefu kusvikira riini? Uya nemwanakomana wako pano.”+
8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.
41 Jesu akapindura achiti: “Imi chizvarwa chisina kutenda, chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndiinemi uye ndichikuitirai mwoyo murefu kusvikira riini? Uya nemwanakomana wako pano.”+