Dheuteronomi 7:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Jehovha akakubudisai neruoko rune simba, kuti akudzikinurei muimba yeuranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nekuti Jehovha aikudai, uye nekuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+ Hosiya 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Ndakada Israeri paaiva mukomana,+Uye ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti.+
8 Asi Jehovha akakubudisai neruoko rune simba, kuti akudzikinurei muimba yeuranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nekuti Jehovha aikudai, uye nekuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+