-
Eksodho 34:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+ 7 anoratidza rudo rusingachinji kuzviuru,+ anoregerera kukanganisa, kutadza uye chivi,+ asi haazombosiyi munhu ane mhosva asina kurangwa,+ anoranga vanakomana nevazukurukomana nemhaka yekukanganisa kwemadzibaba avo kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.”+
-