RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 103:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Sekuva kure kwakaita kumabvazuva kubva kumavirira,

      Saizvozvowo akaisa zvitadzo zvedu kure nesu.+

  • Isaya 55:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+

      Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;

      Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+

      Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+

  • VaEfeso 4:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Asi itiranai mutsa, muchinzwirana tsitsi kwazvo,+ muchiregererana nemwoyo wese* sezvakaitwa naMwari paakakuregererai nemwoyo wese achishandisa Kristu.+

  • 1 Johani 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Kana tikareurura zvivi zvedu, iye akatendeka uye akarurama zvekuti anotiregerera zvivi zvedu uye anotichenesa pakusarurama kwese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe