RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Handizovadzingi pamberi penyu mugore rimwe, kuti nyika irege kuva dongo, mhuka dzesango dzikakuwandirai.+

  • Dheuteronomi 2:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Nhasi ndichatanga kuita kuti vanhu vese vari pasi pedenga vavhunduke uye vatye, pavachanzwa nezvenyu. Vachanetseka uye vachadedera* nemhaka yenyu.’+

  • Joshua 2:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Akati kuvarume vacho: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye tiri kukutyai.+ Vagari vese vemunyika vapera simba nemhaka yenyu,+

  • Joshua 24:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Saka musati masvika kwavari ndakaita kuti vaore mwoyo,* vachibva vatiza pamberi penyu,+ iwo madzimambo maviri evaAmori. Hamuna kuvakunda nebakatwa renyu kana uta hwenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe