Eksodho 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+ Revhitiko 26:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 ndichakunayisirai mvura panguva yayo,+ uye nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye miti yemusango ichabereka michero yayo. Dheuteronomi 11:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi nyika yamuri kuyambuka kuti munotora inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yekudenga;+ 12 inyika iri kuchengetwa naJehovha Mwari wenyu. Maziso aJehovha Mwari wenyu ari pairi nguva dzese, kubvira pakutanga kwegore kusvikira pakupera kwegore.
8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+
4 ndichakunayisirai mvura panguva yayo,+ uye nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye miti yemusango ichabereka michero yayo.
11 Asi nyika yamuri kuyambuka kuti munotora inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yekudenga;+ 12 inyika iri kuchengetwa naJehovha Mwari wenyu. Maziso aJehovha Mwari wenyu ari pairi nguva dzese, kubvira pakutanga kwegore kusvikira pakupera kwegore.