Dheuteronomi 6:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Jehovha akabva atirayira kuti tichengete mirau yese iyi uye titye Jehovha Mwari wedu kuti zvirambe zvakatinakira,+ toramba tiri vapenyu+ sezvatiri nhasi.
24 Jehovha akabva atirayira kuti tichengete mirau yese iyi uye titye Jehovha Mwari wedu kuti zvirambe zvakatinakira,+ toramba tiri vapenyu+ sezvatiri nhasi.