14 Jehovha akati kuna Abramu pashure pekuparadzana kwake naRoti: “Ndinokumbira kuti usimudze musoro, utarise uri pauri, kuchamhembe nekumaodzanyemba, uye kumabvazuva nekumavirira, 15 nekuti nyika yese yauri kuona, ndichakupa nemwana wako kuti ive yako zvachose.+