Revhitiko 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’” Revhitiko 7:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Musatombodya ropa+ munzvimbo dzese dzamunogara, ringava reshiri kana kuti remhuka. Revhitiko 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake. Revhitiko 17:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva. Dheuteronomi 12:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi haufaniri kudya ropa racho;+ unofanira kuridurura pasi semvura.+ Dheuteronomi 12:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ingova nechokwadi chekuti haudyi ropa,+ nekuti ropa ndiro upenyu,*+ uye haufaniri kudya upenyu* pamwe chete nenyama yacho. Mabasa 15:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+ Mabasa 15:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”* Mabasa 21:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Kana vari vatendi vanobva pakati pemamwe marudzi, takatumira shoko tichivaudza zvatakasarudza, kuti vanofanira kusiyana nezvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.”*+
17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’”
10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake.
13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva.
23 Ingova nechokwadi chekuti haudyi ropa,+ nekuti ropa ndiro upenyu,*+ uye haufaniri kudya upenyu* pamwe chete nenyama yacho.
20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+
29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*
25 Kana vari vatendi vanobva pakati pemamwe marudzi, takatumira shoko tichivaudza zvatakasarudza, kuti vanofanira kusiyana nezvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.”*+