RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 19:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 “‘Hamufaniri kudya chinhu chine ropa.+

      “‘Musatenda mashura kana kuita zvemashiripiti.+

  • 2 Madzimambo 21:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Manase+ aiva nemakore 12 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 55 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Hefizibha. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achitevedzera zvinhu zvinosemesa zvaiitwa nemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevaIsraeri.+

  • 2 Madzimambo 21:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Akaitawo kuti mwanakomana wake apfuure nemumoto; aiita zvemashiripiti, aitenda mashura,+ uye akagadza masvikiro nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji chaizvo pamberi paJehovha, achimugumbura.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe