Revhitiko 24:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Kana munhu akauraya munhu,* iye anotofanira kuurayiwawo.+ Revhitiko 24:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Munhu anorova mhuka oiuraya anofanira kuiripa,+ asi anorova munhu omuuraya anofanira kuurayiwawo.+ Numeri 35:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 “‘Hamufaniri kusvibisa nyika yamunogara, nekuti ropa rinosvibisa nyika,+ uye ropa rakadeurwa harikwanisi kuyananisirwa kunze kwekunge pashandiswa ropa remunhu akarideura.+ 2 Samueri 21:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Zvino kwakava nenzara+ mumazuva aDhavhidhi kwemakore matatu akatevedzana, saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha nezvazvo, uye Jehovha akati: “Sauro neimba yake vane mhosva yekudeura ropa, nekuti akauraya vaGibhiyoni.”+
21 Munhu anorova mhuka oiuraya anofanira kuiripa,+ asi anorova munhu omuuraya anofanira kuurayiwawo.+
33 “‘Hamufaniri kusvibisa nyika yamunogara, nekuti ropa rinosvibisa nyika,+ uye ropa rakadeurwa harikwanisi kuyananisirwa kunze kwekunge pashandiswa ropa remunhu akarideura.+
21 Zvino kwakava nenzara+ mumazuva aDhavhidhi kwemakore matatu akatevedzana, saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha nezvazvo, uye Jehovha akati: “Sauro neimba yake vane mhosva yekudeura ropa, nekuti akauraya vaGibhiyoni.”+