Eksodho 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye vaIsraeri* vakaberekana, vakatanga kuwanda, vakaramba vachiwedzera zvikuru, uye vachiva nesimba kwazvo, zvekuti vakazadza nyika yacho.+ Dheuteronomi 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Madzitateguru ako akaenda nevanhu* 70 kuIjipiti,+ asi iye zvino Jehovha Mwari wako aita kuti muwande senyeredzi dzekudenga.+ Pisarema 105:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mwari akaita kuti vanhu vake vabereke kwazvo;+Akaita kuti vave nesimba kupfuura mhandu dzavo,+
7 Uye vaIsraeri* vakaberekana, vakatanga kuwanda, vakaramba vachiwedzera zvikuru, uye vachiva nesimba kwazvo, zvekuti vakazadza nyika yacho.+
22 Madzitateguru ako akaenda nevanhu* 70 kuIjipiti,+ asi iye zvino Jehovha Mwari wako aita kuti muwande senyeredzi dzekudenga.+