18 “‘Ndichavatevera nebakatwa,+ nenzara, uye nedenda, uye ndichavaita chinhu chinotyisa kuumambo hwese hwepanyika,+ chinhu chakatukwa uye chinhu chinokatyamadza, chinhu chinoridzisa muridzo+ uye chinoshorwa pakati pemarudzi ese andichavaparadzira kwaari,+