RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Jehovha achaita kuti ukundwe pamberi pevavengi vako.+ Uchavarwisa uchibva kudivi rimwe chete, asi uchavatiza nemativi manomwe; umambo hwese hwepanyika huchatya pahuchaona zvakaipa zvinenge zvichiitika kwauri.+

  • Jeremiya 34:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Saka zvanzi naJehovha: ‘Hamuna kunditeerera panyaya yekuti mumwe nemumwe wenyu azivise nezverusununguko kuhama yake uye kumunhu wekwake.+ Saka iye zvino ndava kukuzivisai nezvekusunungurwa kwenyu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘kuti muiswe kubakatwa, kudenda,* nekunzara,+ uye ndichaita kuti muve chinhu chinotyisa kuumambo hwese hwenyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe