RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 9:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Imba iyi ichasara yangova matongo.+ Munhu wese anopfuura nepairi acharamba akatarisa achishamisika uye acharidza muridzo oti, ‘Nei Jehovha akaita zvakadai panyika iyi nepaimba iyi?’+

  • 2 Makoronike 29:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Saka Jehovha akatsamwira Judha neJerusarema,+ akavaita chinhu chinotyisa uye chinokatyamadza uye chinhu chinoridzisa vanhu muridzo,* sezvamuri kuona nemaziso enyu.+

  • Jeremiya 25:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 ndiri kushevedza mhuri dzese dzekuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “ndiri kushevedza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichavaunza kuti varwise nyika ino+ nevagari vayo nemarudzi aya ese akavapoteredza.+ Ndichaita kuti vaparadzwe, ndovaita chinhu chinotyisa uye chinoridzisa muridzo uye dongo nekusingaperi.

  • Mariro 2:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Vese vanopfuura nemugwagwa vanokurovera maoko zvekutsvinya.+

      Vanoridza muridzo vachishamisika+ uye vanodzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro, vachiti:

      “Ndiro here guta riya ravaiti nezvaro, ‘Rizere nerunako, mufaro wenyika yese’?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe