Revhitiko 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+ Pisarema 99:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kudzai Jehovha Mwari wedu,+ mumukotamire* muri pachitsiko chetsoka dzake;+Iye mutsvene.+ Isaya 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Uye rimwe rakashevedzera kune rimwe richiti: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene, iye Jehovha wemauto.+ Nyika yese izere nekubwinya kwake.” 1 Petro 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 asi ivai vatsvene pane zvese zvamunoita saiye Mutsvene akakudanai,+
2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+
3 Uye rimwe rakashevedzera kune rimwe richiti: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene, iye Jehovha wemauto.+ Nyika yese izere nekubwinya kwake.”