Genesisi 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ani naani anodeura ropa remunhu, ropa rake richadeurwawo nemunhu,+ nekuti Mwari akaita munhu nemufananidzo wake.+ Vatongi 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akabva aenda kuimba yababa vake kuOfra,+ akauraya vana vababa vake,+ vanakomana vaJerubhaari, varume 70, padombo rimwe chete. Jotamu mwanakomana wegotwe waJerubhaari ndiye chete akapona, nekuti akahwanda.
6 Ani naani anodeura ropa remunhu, ropa rake richadeurwawo nemunhu,+ nekuti Mwari akaita munhu nemufananidzo wake.+
5 Akabva aenda kuimba yababa vake kuOfra,+ akauraya vana vababa vake,+ vanakomana vaJerubhaari, varume 70, padombo rimwe chete. Jotamu mwanakomana wegotwe waJerubhaari ndiye chete akapona, nekuti akahwanda.