1 Samueri 24:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akati kuvarume vake: “Hazvitomboiti mukuona kwaJehovha kuti ndiitire ishe wangu, muzodziwa waJehovha, zvinhu zvakadaro nekusimudza ruoko rwangu kuti ndimurwise, nekuti iye muzodziwa waJehovha.”+ 1 Samueri 26:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Zvisinei, Dhavhidhi akati kuna Abhishai: “Usamubaya, nekuti ndiani angasimudza ruoko rwake kuti arwise muzodziwa waJehovha+ oramba asina mhosva?”+
6 Akati kuvarume vake: “Hazvitomboiti mukuona kwaJehovha kuti ndiitire ishe wangu, muzodziwa waJehovha, zvinhu zvakadaro nekusimudza ruoko rwangu kuti ndimurwise, nekuti iye muzodziwa waJehovha.”+
9 Zvisinei, Dhavhidhi akati kuna Abhishai: “Usamubaya, nekuti ndiani angasimudza ruoko rwake kuti arwise muzodziwa waJehovha+ oramba asina mhosva?”+