Genesisi 29:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Saka Reya akava nepamuviri akabereka mwanakomana akamutumidza kuti Rubheni,*+ achiti: “Nekuti Jehovha aona kutambudzika kwangu,+ pakuti iye zvino murume wangu achatanga kundida.” Eksodho 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+ Pisarema 25:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Onai kutambudzika kwangu nekunetseka kwangu,+Uye regererai zvivi zvangu zvese.+
32 Saka Reya akava nepamuviri akabereka mwanakomana akamutumidza kuti Rubheni,*+ achiti: “Nekuti Jehovha aona kutambudzika kwangu,+ pakuti iye zvino murume wangu achatanga kundida.”
7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+