Zvirevo 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Zvirevo zvaSoromoni,+ mwanakomana waDhavhidhi,+ mambo weIsraeri:+ Muparidzi 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kuwedzera pakuva akachenjera, muunganidzi akaramba achidzidzisa vanhu zvaaiziva,+ uye akafungisisa, akatsvagisisa, kuti aunganidze* zvirevo zvizhinji.+
9 Kuwedzera pakuva akachenjera, muunganidzi akaramba achidzidzisa vanhu zvaaiziva,+ uye akafungisisa, akatsvagisisa, kuti aunganidze* zvirevo zvizhinji.+