1 Madzimambo 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Munguva iyi, Adhonija+ mwanakomana waHagiti akanga achizvikwidziridza, achiti: “Ndini ndichava mambo!” Akatsvaga ngoro nevatasvi vemabhiza nevarume 50 kuti vamhanye vari mberi kwake.+ 1 Madzimambo 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Natani+ akabva ati kuna Bhati-shebha,+ amai vaSoromoni:+ “Hauna kunzwa here kuti Adhonija+ mwanakomana waHagiti ava mambo, asi ishe wedu Dhavhidhi haana chaari kuziva nezvazvo?
5 Munguva iyi, Adhonija+ mwanakomana waHagiti akanga achizvikwidziridza, achiti: “Ndini ndichava mambo!” Akatsvaga ngoro nevatasvi vemabhiza nevarume 50 kuti vamhanye vari mberi kwake.+
11 Natani+ akabva ati kuna Bhati-shebha,+ amai vaSoromoni:+ “Hauna kunzwa here kuti Adhonija+ mwanakomana waHagiti ava mambo, asi ishe wedu Dhavhidhi haana chaari kuziva nezvazvo?