1 Madzimambo 19:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka akabva ipapo, akawana Erisha mwanakomana waShafati achirima, zvipani 12 zvemombe zviri pamberi pake, uye iye aiva nechipani chechi12. Saka Eriya akaenda paaiva, akakanda nguo yake yebasa+ paari. 2 Madzimambo 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka vakati kwaari: “Murume wacho anga akapfeka nguo yemvere,+ akasunga bhandi reganda muchiuno make.”+ Akabva ati: “NdiEriya muTishbhi.” Zekariya 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Zuva iroro muprofita wese achanyara nezvaanooneswa paanoprofita; uye haazopfeki nguo yebasa yakagadzirwa nemvere+ kuti anyengere vanhu. Mateu 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Johani aipfeka chipfeko chemvere dzengamera uye aisunga bhandi reganda muchiuno.+ Zvekudya zvake zvakanga zviri mhashu neuchi hwemusango.+
19 Saka akabva ipapo, akawana Erisha mwanakomana waShafati achirima, zvipani 12 zvemombe zviri pamberi pake, uye iye aiva nechipani chechi12. Saka Eriya akaenda paaiva, akakanda nguo yake yebasa+ paari.
8 Saka vakati kwaari: “Murume wacho anga akapfeka nguo yemvere,+ akasunga bhandi reganda muchiuno make.”+ Akabva ati: “NdiEriya muTishbhi.”
4 “Zuva iroro muprofita wese achanyara nezvaanooneswa paanoprofita; uye haazopfeki nguo yebasa yakagadzirwa nemvere+ kuti anyengere vanhu.
4 Johani aipfeka chipfeko chemvere dzengamera uye aisunga bhandi reganda muchiuno.+ Zvekudya zvake zvakanga zviri mhashu neuchi hwemusango.+