2 vakabva vakurumidza kuenda kuna Zerubhabheri nekuvakuru vedzimba dzemadzibaba vakati kwavari: “Ngativakei tese; nekuti nesuwo tinonamata Mwari+ wenyu semi, uye tiri kubayira zvibayiro kwaari kubvira pamazuva aMambo Esari-hadhoni+ weAsiriya, uyo akatiunza kuno.”+