2 Madzimambo 17:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo.
24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo.