1 Samueri 22:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Zvisinei, mumwe mwanakomana waAhimereki mwanakomana waAhitubhu, ainzi Abhiyatari,+ akapukunyuka, akatiza kuti anobatana naDhavhidhi. 1 Madzimambo 2:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Saka Soromoni akadzinga Abhiyatari pakushumira semupristi waJehovha, kuti azadzise shoko raJehovha raakataura muShiro+ pamusoro peimba yaEri.+ 1 Madzimambo 2:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Mambo akabva agadza Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha kuti atungamirire uto panzvimbo paJoabhi, uye mambo akagadza mupristi Zadhoki+ panzvimbo yaAbhiyatari.
20 Zvisinei, mumwe mwanakomana waAhimereki mwanakomana waAhitubhu, ainzi Abhiyatari,+ akapukunyuka, akatiza kuti anobatana naDhavhidhi.
27 Saka Soromoni akadzinga Abhiyatari pakushumira semupristi waJehovha, kuti azadzise shoko raJehovha raakataura muShiro+ pamusoro peimba yaEri.+
35 Mambo akabva agadza Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha kuti atungamirire uto panzvimbo paJoabhi, uye mambo akagadza mupristi Zadhoki+ panzvimbo yaAbhiyatari.