Genesisi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 17:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichapa iwe nemwana* wako anokutevera nyika yawaigara semutorwa,+ iyo nyika yese yeKenani, kuti ive nhaka yavo nekusingagumi, uye ndichava Mwari wavo.”+ Genesisi 35:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndichakupa nyika yandakapa Abrahamu naIsaka, uye ndichapa vana* vako vachauya mumashure mako nyika yacho.”+
7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
8 Ndichapa iwe nemwana* wako anokutevera nyika yawaigara semutorwa,+ iyo nyika yese yeKenani, kuti ive nhaka yavo nekusingagumi, uye ndichava Mwari wavo.”+
12 Ndichakupa nyika yandakapa Abrahamu naIsaka, uye ndichapa vana* vako vachauya mumashure mako nyika yacho.”+