2 Akakunda vaMoabhi,+ akaita kuti varare pasi vari mumutsara. Akayera mutsara wacho netambo kuti zvikamu zviviri pazvitatu zvevanhu vaiva pamutsara wacho zviurayiwe uye kuti chikamu chimwe chete chisaurayiwa.+ Uye vaMoabhi vakava varanda vaDhavhidhi, vachibhadhariswa mutero.+