Revhitiko 26:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndichakutarisai ndakatsamwa, uye muchakundwa nevavengi venyu;+ uye vaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina ari kukudzingirirai.+ Revhitiko 26:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Vachapiringishana sezvinoita vanhu vari kutiza bakatwa, kunyange pasina ari kuvadzingirira. Muchatadza kumirisana nevavengi venyu.+ Dheuteronomi 32:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Munhu mumwe chete angadzingirira sei vanhu 1 000,+Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu 10 000 vatize? Hazviiti, kunze kwekunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo.
17 Ndichakutarisai ndakatsamwa, uye muchakundwa nevavengi venyu;+ uye vaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina ari kukudzingirirai.+
37 Vachapiringishana sezvinoita vanhu vari kutiza bakatwa, kunyange pasina ari kuvadzingirira. Muchatadza kumirisana nevavengi venyu.+
30 Munhu mumwe chete angadzingirira sei vanhu 1 000,+Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu 10 000 vatize? Hazviiti, kunze kwekunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo.