Nehemiya 3:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vashandi vepatemberi*+ avo vaigara muOferi+ vakagadzira kusvika pakatarisana neGedhi reMvura+ riri kumabvazuva uye kushongwe yakabudikira. Nehemiya 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vanhu vese vakabatana, vakaungana munzvimbo yaiungana vanhu yaiva pamberi peGedhi reMvura,+ uye vakaudza Ezra+ uyo aiva munyori* kuti auye nebhuku reMutemo waMozisi,+ wakanga warayirwa vaIsraeri naJehovha.+
26 Vashandi vepatemberi*+ avo vaigara muOferi+ vakagadzira kusvika pakatarisana neGedhi reMvura+ riri kumabvazuva uye kushongwe yakabudikira.
8 Vanhu vese vakabatana, vakaungana munzvimbo yaiungana vanhu yaiva pamberi peGedhi reMvura,+ uye vakaudza Ezra+ uyo aiva munyori* kuti auye nebhuku reMutemo waMozisi,+ wakanga warayirwa vaIsraeri naJehovha.+