-
2 Makoronike 16:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Asa akazoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake.+ Akafa mugore rechi41 rekutonga kwake. 14 Saka vakamuviga muguva guru raakanga azvicherera muGuta raDhavhidhi,+ uye vakamuradzika pahwanyanza* yakanga izere nemafuta ebharisamu nemafuta akagadzirwa nemusanganiswa wezvinhu zvakasiyana-siyana.+ Vakamupisirawo moto wakakura chaizvo wekumukudza.*
-