-
2 Makoronike 16:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 Naizvozvo vakamuviga muguva rake guru+ raakanga azvicherera muGuta raDhavhidhi;+ uye vakamuradzika pamubhedha wakanga wazadzwa nemafuta ebharisamu+ nemafuta okuzora emarudzi akasiyana-siyana+ akanga akavhenganiswa uye mafuta okuzora aikosha.+ Uyezve, vakamupisira+ zvinhu zvinonhuhwirira zvemariro zvakawanda kwazvo.
-