-
1 Madzimambo 19:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Saka akatya, achibva asimuka, akatiza kuti aponese upenyu hwake.*+ Akasvika kuBheeri-shebha+ yeJudha+ akasiya mushandi wake ikoko. 4 Akafamba rwendo rwezuva rimwe chete achipinda murenje, akasvika akagara pasi pegwenzi, uye akakumbira kuti afe.* Akati: “Zvakwana! Haiwa Jehovha, chindiurayai henyu,*+ nekuti hapana pandinopfuura madzitateguru angu.”
-