Jobho 9:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye ane mwoyo wakachenjera uye ane simba guru.+ Ndiani angamirisana naye akasakuvadzwa?+ Dhanieri 2:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Dhanieri akati: “Zita raMwari ngarirumbidzwe nariini nariini,Nekuti ndiye ega ane uchenjeri nesimba.+
20 Dhanieri akati: “Zita raMwari ngarirumbidzwe nariini nariini,Nekuti ndiye ega ane uchenjeri nesimba.+