RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 3:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 nekuti kune magumo evanhu nemagumo emhuka; zvese zvinoguma zvakafanana.+ Kufa kunoita chimwe, ndiko kufa kunoita chimwe chacho; zvese zvine simba reupenyu rimwe chete.+ Saka munhu hapana paanopfuura mhuka, nekuti zvese hazvina zvazvinobatsira. 20 Zvese zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvese zvinobva kuguruva,+ uye zvese zvinodzokera kuguruva.+

  • Muparidzi 9:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe