Jobho 14:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi munhu anofa, orara asisina chaanokwanisa;Munhu paanofa, anenge aenda kupi?+ Pisarema 39:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera) Pisarema 89:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Ndiani munhu angararama asingazooni rufu?+ Anogona kuzviponesa* pasimba reGuva* here? (Sera)
5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera)