13 Chinzwai zvino imi munoti: “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri uye tichapedza gore tiri ikoko, uye tichaita bhizimisi towana mubereko,”+ 14 asi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nekuti muri mhute inooneka nguva pfupi yobva yanyangarika.+