Zvirevo 10:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kuyeukwa kwemunhu akarurama kunounza* chikomborero,+Asi zita remunhu akaipa richaora.+ Muparidzi 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Uye ndakaona vakaipa vachivigwa, vaya vaimbopinda nekubuda munzvimbo tsvene, asi pasina nguva, vakanga vasisayeukwi muguta mavaiita izvozvo.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira. Muparidzi 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+
10 Uye ndakaona vakaipa vachivigwa, vaya vaimbopinda nekubuda munzvimbo tsvene, asi pasina nguva, vakanga vasisayeukwi muguta mavaiita izvozvo.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira.
5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+