-
Pisarema 18:37Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
37 Ndichadzingirira vavengi vangu ndovabata;
Handizodzoki kusvikira vatsvairwa vese.
-
-
Pisarema 18:41Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
41 Vanochemera kubatsirwa, asi hapana anovaponesa;
Vanotochema kuna Jehovha, asi haavapinduri.
-
-
Jakobho 4:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Pamunokumbira pacho, hapana chamunopiwa nekuti munokumbirira zvisina kunaka, kuti mushandise zvinhu zvacho kuita zvido zvenyama yenyu.
-