Nehemiya 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vanhu vese vakabatana, vakaungana munzvimbo yaiungana vanhu yaiva pamberi peGedhi reMvura,+ uye vakaudza Ezra+ uyo aiva munyori* kuti auye nebhuku reMutemo waMozisi,+ wakanga warayirwa vaIsraeri naJehovha.+
8 Vanhu vese vakabatana, vakaungana munzvimbo yaiungana vanhu yaiva pamberi peGedhi reMvura,+ uye vakaudza Ezra+ uyo aiva munyori* kuti auye nebhuku reMutemo waMozisi,+ wakanga warayirwa vaIsraeri naJehovha.+