Pisarema 96:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya,*Ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi nekutendeka kwake.+ Pisarema 98:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya* kuzotonga nyika. Iye achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi zvakarurama.+ Mabasa 17:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+
13 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya,*Ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi nekutendeka kwake.+
9 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya* kuzotonga nyika. Iye achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi zvakarurama.+
31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+