RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+

  • Dheuteronomi 28:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Denga riri pamusoro pako richava semhangura, uye nyika iri pasi pako ichava sesimbi.+

  • Pisarema 107:33, 34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Anochinja nzizi kuti dzive gwenga,

      Nezvitubu zvemvura kuti zvive nyika yakaoma,+

      34 Ivhu rinobereka kuti rive ivhu rine munyu risingabereki,+

      Nemhaka yeuipi hwevaya vanogaramo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe