RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaFiripi 4:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Ndinokukumbirawo, iwe mumwe wangu akatendeka wandinoshanda naye, kuti urambe uchibatsira vakadzi ava vakashanda nesimba pamwe chete neni nekuda kwemashoko akanaka, pamwe chete naKremendi nevamwe vese vandinoshanda navo, vane mazita ari mubhuku reupenyu.+

  • Zvakazarurwa 3:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Uya anokunda+ achabva apfeka nguo chena,+ uye handizombodzimi zita rake mubhuku reupenyu,+ asi ndichabvuma kuti ndinoziva zita rake pamberi paBaba vangu nepamberi pengirozi dzavo.+

  • Zvakazarurwa 13:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Vanhu vese vari panyika vachachinamata. Kubvira pakuvambwa kwenyika, hapana zita remumwe wavo rakambonyorwa mugwaro* reupenyu+ reGwayana rakaurayiwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe